Asi kana ndirini, munyengetero wangu uri kwamuri, Ishe, panguva yakafanira; Mwari, netsitsi dzenyu zhinji Ndipindurei nokuponesa kwenyu kwakatendeka. Ndirwirei munhope, ndirege kunyura; Ndirwirwe kuna vanondivenga, napamvura zhinji yakadzika. Boporodzi remvura rirege kundikunda. Mvura yakadzika irege kundimedza; Gomba rirege kuzarira muromo waro pamusoro pangu.
Verenga chikamu Mapisarema 69
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 69:13-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo