Mwari teererai chichemo changu munzwewo munamato wangu. Ndinodanidzira ndiri kwakaperera nyika ndavakurasa mwoyo. Ndikwidzei padombo rakareba kupinda ini nokuti ndimi diziro rangu nhare yakasimba pakurwiswana nomuvengi.
Verenga chikamu Nziyo 61
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 61:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo