Inzwai kuchema kwangu, Mwari, Teererai munyengetero wangu. Ndichadana kwamuri ndiri pamugumo wapasi, kana mwoyo wangu waziya; Ndiperekedzerei kudombo randisingasvikiri. Nokuti imi makanga muri utiziro hwangu, Neshongwe yangu yakasimba kwandingatiza muvengi wangu.
Verenga chikamu Mapisarema 61
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 61:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo