Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 33:16-17

Nziyo 33:16-17 SCLB

Mambo haanunurwe nokukura kwakaita hondo yake. Gamba rokurwa hariponeswe nesimba raro guru. Bhiza chinhu chisina maturo pakuponesa, Kunyange zvaro riine simba guru, harikwanisi kuponesa.

Verenga chikamu Nziyo 33