Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 33:16-17

Mapisarema 33:16-17 SNA2002

Hapana mambo anoponeswa nokuwanda kwehondo; Mhare hairwirwi nesimba guru. Bhiza haribatsiri pakukunda; Harigoni kurwira nesimba raro guru.