Ndimi nzvimbo yangu yokuvanda. Ndimi munondidzivirira nhamo. Ndimi munoita kuti kwandiri kununurwa kuve rumbo. Dzepfunde Ndichakurairidza ndigokudzidzisa nzira yaunofanira kufamba nayo. Ndichakupa mazano, ziso rangu riri pauri.
Verenga chikamu Nziyo 32
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 32:7-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo