Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 32:7-8

Mapisarema 32:7-8 SNA2002

Ndimi chivando changu; muchandichengeta ndirege kuwira pakutambudzika. Muchandikomberedza nenziyo dzokurwirwa. Ndichakudzidzisa nokukuraira nzira yaunofanira kufamba nayo; Ndichakupa njere neziso rangu, riri pamusoro pako.