Tsumo 4:11-13
Tsumo 4:11-13 SCLB
Ndakakudzidzisa nzira dzoungwaru ndikakutungamirira mumakwara ukava pachokwadi. Kana wofamba, nhanho dzako hadzizovhiringidzwi, kana womhanya haugumburwi. Batisisa zvaunodzidziswa, usazvikande pasi, ramba wakazvichengeta nokuti ndihwo upenyu hwako.

