Pane zvinhu zvitatu zvinondishamisa kwazvo zvinotosvika zvina zvandisinganzwisisi, zvinoti: Nzira yegondo mudenga nzira yenyoka paruware nzira yechikepe mugungwa guru maitiro omurume nomusikana. Ndizvo zvinoita pfambi inodya yopukuta muromo yoti hapana kutadza kwandaita.
Verenga chikamu Tsumo 30
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Tsumo 30:18-20
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo