Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Tsumo 3:21-26

Tsumo 3:21-26 SCLB

Mwanangu chengeta ungwaru chaihwo uye kugona kusarudza ngazvirege kupunyuka maziso ako. Zvichava hupenyu hwako uye chishongo chomutsipa wako. Ipapo unozofamba nzira yako pasina chinokuwana tsoka yako haizogumburwi. Kana wagara hauzotya uye paunorara uchavata hope dzakanaka. Hauzotya chivhundumukira chezvinotyisa kana pfumvu yowira vaipi, nokuti Tenzi ndiye waunovimba naye. Iye achachengeta tsoka yako kuti irege kubatwa nomusungo.

Verenga chikamu Tsumo 3