Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mariko 6:30-31

Mariko 6:30-31 SCLB

Zvino vapositori vakadzoka kuna Jesu vachimurondedzera zvose zvavakanga vaita nezvavakanga vadzidzisa. Ipapo iye akati kwavari, “Chiuyai imi muri moga tiende kunzvimbo isina vanhu mumbozorora.” Nokuti vanhu vazhinji vakarambouya nokuenda zvokuti vakanga vachishaiswa kunyange nenguva yokudya.

Verenga chikamu Mariko 6