Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 6:30-31

Mako 6:30-31 SNA2002

Zvino vapostori vakaunganira kuna Jesu, vakamuudza zvose zvavakanga vaita, nezvavakanga vadzidzisa. Akati kwavari, “Uyai imi muri moga tiende kunzvimbo yerenje, muzorore zvishoma;” nokuti kwakanga kuna vazhinji vaiuya navaienda, vakasava nenguva kunyange yokudya.

Verenga chikamu Mako 6