Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mika 7:18-19

Mika 7:18-19 SCLB

Ndiani Mwari akaita semi anoregerera uipi anokanganwira vanhu kukanganisa kuchitsama chavakasara chenhaka yake. Iye haarambi akashatirwa narini narini nokuti chaanofarira kuita mwoyochena. Achatinzwira ngoni zvakare agotsokodzera uipi hwedu pasi petsoka dzake. Muchakanda zvitadzo zvedu zvose pasi pasi pegungwa.

Verenga chikamu Mika 7