Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mika 7:18-19

Mika 7:18-19 SNA2002

“Ndianiko Mwari akafanana nemi, anokanganwira zvakaipa, anopfuura kudarika kwavakasara venhaka yake? Haangagari akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira kuva nenyasha. Achatinzwira tsitsizve, achatsika zvakaipa zvedu pasi petsoka dzake; muchakandira zvivi zvavo zvose mukudzika kwegungwa.

Verenga chikamu Mika 7