Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 12:28-31

Mateu 12:28-31 SCLB

Zvino kana ndichidzinga mweya yakaipa noMweya waMwari, saka umambo hwaMwari hwatosvika pamuri. Kana kuti zvingaitike sei kutoti munhu angapinde mumba merume rine simba achipamba zvinhu zvaro, asi kuti atanga arisunga, ndokuzopamba zvemba yaro. “Uyo asineni, ari kurwisana neni; asingaunganidzi neni, anoparadza. Naizvozvo ndinokutaurirai kuti, chitadzo chipi nechipi zvacho nokushonha Mwari kupi nokupi zvako kunoregererwa vanhu, asi kushonha Mweya hakuregererwi.

Verenga chikamu Mateu 12