Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 12:28-31

Mateu 12:28-31 SNA2002

Asi kana ndichibudisa mweya yakaipa noMweya waMwari, ipapo hushe hwaMwari hwasvika kwamuri. “Munhu angapinda seiko paimba yaanesimba, akatora nhumbi dzake, kana asati ambosunga uya anesimba? Ipapo achaparadza imba yake. Asi neni, anopesana neni, noasingaunganidzi neni, anoparadza. “Naizvozvo ndinoti kwamuri, vanhu vacharegererwa zvivi zvose nokushonha, asi kushonha Mweya, havangaregererwi.

Verenga chikamu Mateu 12