Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 11:1-4

Ruka 11:1-4 SCLB

Zvakaitika kuti Jesu ainamata pane imwe nzvimbo. Paakapedza kunamata, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Tenzi tidzidziseiwo kunamata sokudzidzisa kwaiita Johani vadzidzi vake.” Iye akavati, “Kana mava kunamata, itii, “ ‘Baba zita renyu ngariyereswe umambo hwenyu ngahuuye.’ Tipeiwo chokudya chedu chezuva nezuva. Mutiregerereiwo zvitadzo zvedu. Nokuti isu pachedu tinoregererawo vose vanotitadzira. Musatitungamirire mukuedzwa.”

Verenga chikamu Ruka 11

Vhidhiyo re Ruka 11:1-4

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neRuka 11:1-4