Mangwana acho akabvisa mari chena mbiri dzamadhenari akapa muridzi wehotera achiti, ‘Mupepei. Mari yamunenge mazoshandisa pamusoro peiyi, ndichakubhadharai kana ndodzoka.’ ” “Ndiani pakati pavatatu ava waunofunga kuti akaratidza kuti mumwe wouyo akawira mukati memakororo?” Iye akati, “Ndouyo akamunzwira tsitsi.” Jesu akamuti, “Chiendawo unoita zvimwechetezvo.”
Verenga chikamu Ruka 10
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 10:35-37
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo