“Zvino, ava mangwana, akabudisa madhenari maviri, akaapa muridzi weimba, akati, ‘Muchengete, zvose zvaunomupa kupfuura izvi, ndichakupazve, kana ndichidzoka.’ ” “Unofungei, ndoupiko kuna vatatu ava akanga ari wokwake waiye akawirwa namakororo?” Akati, “Ndiye akamuitira ngoni.” Jesu akati kwaari, “Enda, unoita saizvozvo.”
Verenga chikamu Ruka 10
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 10:35-37
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo