Aroni akasimudzira maoko ake kuvanhu, akavapa chikomborero, akaburuka paaipira mupiro wokupfupira zvitadzo, nomupiro wokupisa nomupiro wokuwadzana. Mosesi naAroni vakapinda mutendhe rokusanganira, pavakabudamo vakapa vanhu chikomborero, kupenya kwokuvapo kwaTenzi kukaonekwa navanhu vose. Pakarepo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa mupiro wokupisa pamwechete namafuta aiva paatari. Vanhu vose pavakazviona vakadaidzira vakati pasi zvambarara.
Verenga chikamu Mupiro 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mupiro 9:22-24
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo