Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Kuungudza 3:25-26

Kuungudza 3:25-26 SCLB

Tenzi akanaka kuna vanomumirira kumunhu anomutsvaka. Chinhu chakanaka kumirira ruponeso rwaTenzi chinyararire.

Verenga chikamu Kuungudza 3