Kuungudza kwaJeremia 3:25-26
Kuungudza kwaJeremia 3:25-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akanaka kuna avo vanovimba naye, kumunhu anomutsvaka; chinhu chakanaka kumirira ruponeso rwaJehovha unyerere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 3Kuungudza kwaJeremia 3:25-26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha anoitira zvakanaka vanomumirira, naiwo mweya unomutsvaka. Zvakanaka kuti munhu avimbe naJehovha, amirire ruponeso rwaJehovha anyerere
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 3Kuungudza kwaJeremia 3:25-26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akanaka kuna vanomumirira kumunhu anomutsvaka. Chinhu chakanaka kumirira ruponeso rwaTenzi chinyararire.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Kuungudza kwaJeremia 3