Iye akati, “Kwete. Asi ndauya somutungamiriri wehondo yaTenzi.” Ipapo Joshuwa akati pasi zvambarara, achimuremekedza achiti, “Changamire, chiiko chamunoda kutaura neni muranda wenyu?” Mutungamiriri wehondo yaTenzi akati kuna Joshuwa, “Bvisa shangu mutsoka dzako nokuti paumire inzvimbo inoera,” Joshuwa ndokuita saizvozvo.
Verenga chikamu Joshuwa 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Joshuwa 5:14-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo