Iye akati, “Kwete, asi ndauya ini mukuru wehondo yaJehovha.” Ipapo Joshua akawira pasi nechiso chake, akanamata kwaari, akati kwaari, “Ishe wangu unoreveiko kumuranda wake?” Mukuru wehondo yaJehovha akati kuna Joshua, “Bvisa shangu yako parutsoka rwako, nokuti paumire patsvene;” Joshua akaita saizvozvo.
Verenga chikamu Joshua 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Joshua 5:14-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo