Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 17:9-11

Johani 17:9-11 SCLB

Ndiri kuvanamatira, handisi kunamatira pasi asi avo vamakandipa nokuti ndevenyu. Zvose zvangu ndezvenyu uye zvenyu ndezvangu uyezve ndinowana mbiri mavari. Zvino handichisiri pasi pano asi ivo vari pasi pano ini ndavakuuya kwamuri. Baba vatsvene, vanhu vamakandipa vachengetei muzita renyu.

Verenga chikamu Johani 17