Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 17:9-11

Johani 17:9-11 SNA2002

“Ndinovanyengeterera ivo; handinyengetereri nyika, asi ivo vamakandipa, nokuti ndivo venyu. Zvose zvangu ndezvenyu, nezvenyu ndezvangu; ndakudzwa mavari. Ini handichiri munyika, asi ivo vari munyika; ini ndinouya kwamuri. Baba vatsvene, muvachengete muzita renyu, ramakandipa, kuti vave vamwe, sesu.

Verenga chikamu Johani 17