Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 15:13-15

Johani 15:13-15 SCLB

Hakuna rudo runopfuura urwu rwokuti munhu anofira shamwari dzake. Muri shamwari dzangu kana muchiita zvandinokuudzai. Handicharamba ndichikutii varanda nokuti muranda haazivi zvinoitwa natenzi wake asi ndava kukutii shamwari nokuti ndakakuzivisai zvose zvandakanzwa kuna Baba vangu.

Verenga chikamu Johani 15

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 15:13-15