Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 12:25-26

Johani 12:25-26 SCLB

Anoda upenyu hwake anorasikirwa naho, asi uyo anovenga upenyu hwake pasi pano anohuchengeta kusvikira kuhupenyu husingaperi. Anoda kundishandira, anofanira kunditevera, kwandinenge ndiri, mushandi wangu ndokwaanofanirawo kuva. Munhu akandishandira, Baba vachamukudza.

Verenga chikamu Johani 12