Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 12:25-26

Johani 12:25-26 SNA2002

Anoda upenyu hwake, acharasikirwa nahwo; noanovenga upenyu hwake panyika ino, achahuchengeta kuupenyu husingaperi. Kana munhu achindishumira, ngaanditevere; napandinenge ndiri, nomuranda wangu achavapowo. Kana munhu achindishumira, baba vachamukudza.

Verenga chikamu Johani 12