Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 43:18-21

Isaya 43:18-21 SCLB

“Regai kurangarira zvinhu zvakare kana kufunga zvinhu zvepasichigare, Chionai ndava kuita chinhu chitsva, chava kutoitika. Hamusi kuchiona here? Ndichaita nzira murenje nenzizi mugwenga. Mhuka dzesango dzichandikudza, makava kana mhou; nokuti ndichaita kuti murenje muve nemvura mugwenga muve nenzizi ndichipa mvura yokunwa kuvanhu vangu vandakasarudza, vanhu vangu vandakatozvisikira kuti vaite kuti mbiri yangu idhume.”

Verenga chikamu Isaya 43