Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 43:18-21

Isaya 43:18-21 SNA2002

Musarangarira zvinhu zvakapfuura, musafunga zvinhu zvakare. Tarirai, ndichaita chinhu chitsva; chobuda zvino; hamungachizivi here? Ndichaita nzira murenje, nenzizi musango. Mhuka dzebundo dzichandikudza, makava nemhou; nokuti ndinobudisa mvura zhinji murenje, nenzizi musango, kuti ndipe vanhu vangu, ivo vakasanangurwa, vanwe, ivo vanhu vandakazviumbira, kuti vaparidze kurumbidzwa kwangu.

Verenga chikamu Isaya 43