Izwi rinodaidzira richiti, “Gadzirai murenje mugwagwa waTenzi, ruramisirai Mwari wedu mugwagwa mukuru mugwenga. Mapani ose ngaafushirwe, makomo ose nezvikomo ngazviparadzirwe zviti pasi sandarara. Panenge pasina kuenzana panyatsonzi chechetere, pana magadhi magadhi panyatsoti ware ware. Mbiri yaTenzi ichaburitswa pachena, vanhu vose vachaiona pamwechete, nokuti Tenzi anozvitaura nomromo wake.”
Verenga chikamu Isaya 40
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 40:3-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo