Izwi rounodanidzira, achiti, “Gadzirai murenje nzira yaJehovha, ruramisirai Mwari wedu mugwagwa musango. “Mipata yose ichazadzwa, makomo ose nezvikomo zvose zvichaderedzwa; pana makoronga pachaenzaniswa; Pasakaenzana pachaitwa bani; kubwinya kwaJehovha kucharatidzwa, vanhu vose vachazviona pamwechete nokuti muromo waJehovha wakataura izvozvo.”
Verenga chikamu Isaya 40
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 40:3-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo