Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 9:27-28

VaHebheru 9:27-28 SCLB

Izvi zvakangogara zvakatemwa kuti munhu anofanira kufa kamwechete; mushure mokufa kunouya kutongwa. Ndozvimwechetezvo naKristu akaitwa chibayiro kamwechete kuti atakure zvitadzo zvavazhinji. Achazouyazve kechipiri. Apa anenge asisinei nezvechitadzo asi kuzoponesa avo vakamumirira.

Verenga chikamu VaHebheru 9