VaHebheru 9:27-28
VaHebheru 9:27-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sezvo munhu akatemerwa kufa kamwe chete uye shure kwaizvozvo agotongwa, saizvozvowo Kristu akabayirwa kamwe chete kuti atakure zvivi zvavanhu vazhinji; uye achazoonekwa kechipiri, asingatakuri zvivi, asi kuti auyise ruponeso kuna avo vakamumirira.
VaHebheru 9:27-28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uye vanhu zvavakatemerwa kuti vafe kamwechete, kutongeswa kugotevera, saizvozvo Kristuwo, zvaakaitwa chibayiro kamwechete, kuti atakure zvivi zvavanhu vazhinji, achazoonekwa rwechipiri, asingatakuri zvivi, naivo vanomutarira kuti avaponese.
VaHebheru 9:27-28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvi zvakangogara zvakatemwa kuti munhu anofanira kufa kamwechete; mushure mokufa kunouya kutongwa. Ndozvimwechetezvo naKristu akaitwa chibayiro kamwechete kuti atakure zvitadzo zvavazhinji. Achazouyazve kechipiri. Apa anenge asisinei nezvechitadzo asi kuzoponesa avo vakamumirira.
VaHebheru 9:27-28 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋuye ʋanhu ɀaʋakatemerwa kuti ʋafe kamŋe cete, kutoŋgeswa kugoteʋera, saiɀoɀo Kristu ʋo, ɀaakaitwa ciɓayiro kamŋe cete, kuti atakure ɀiʋi ɀaʋanhu ʋazhinji, ucazoʋonekwa rwecipiri, asiŋgatakuri ɀiʋi, naiʋo ʋanomutarira kuti aʋaponese.
VaHebheru 9:27-28 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)