“Zvibayiro nemipiro hazvisizvo zvamakafarira asi makandigadzirira muviri. Mupiro wokupisa nomupiro wokupfupira zvitadzo hamuna kuufarira. Ndipo pandakati, ‘Mwari, tarisai muone ndauya kuzoita kuda kwenyu, sokunyorwa kwazvakaitwa nezvangu mubhuku rokumononora.’ ”
Verenga chikamu VaHebheru 10
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: VaHebheru 10:5-7
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo