Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 10:5-7

VaHebheru 10:5-7 SNA2002

Saka pakusvika kwake panyika, anoti, “Chibayiro nechipo makazviramba, asi makandigadzirira muviri, hamuna kuda zvibayiro zvinopiswa, nezvibayiro zvezvivi; Zvino ndikati, ‘Tarirai, ndauya, (Mubhuku yakapetwa makanyorwa nezvangu) Kuti ndiite kuda kwenyu, imi Mwari.’ ”