Mwari akabuda naye panze akati, “Tarisa kudenga uverenge nyenyedzi kana uchikwanisa kudziverenga.” Ndokuti, “Ndiko kuwanda kuchaita vana vako.” Abhuramu akatenda Tenzi zvikaita kuti Tenzi amuti akarurama.
Verenga chikamu Mavambo 15
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mavambo 15:5-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo