Akamubudisa panze akati, “Zvino tarira kudenga, uverenge nyeredzi, kana uchigona kudziverenga.” Akati kwaari, “Ndizvo zvichaita vana vako.” Iye akatenda Jehovha, akamuti ndiko kururama kwake.
Verenga chikamu Genesi 15
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Genesi 15:5-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo