Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vagaratia 4:3-5

Vagaratia 4:3-5 SCLB

Ndizvozvowo zvinesu, pataiva vana vaduku takanga tiri varanda vemweya yomudenga'mu nezvapasi pano. Nguva payakakwana Mwari akatuma Mwanakomana wake akaberekwa nomukadzi. Akaberekwa ari pasi pomutemo kuti anunure vanhu vakanga vari pasi pomutemo kuti tiwane nhaka savana.

Verenga chikamu Vagaratia 4