Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vagaratiya 4:3-5

Vagaratiya 4:3-5 SNA2002

Saizvozvo nesuo, tichiri vana, takanga takasungwa pasi pezvokuvamba zvenyika; zvino nguva yakati yazara kwazvo, Mwari akatuma Mwanakomana wake, akaberekwa nomukadzi, akaberekwa pasi pomurayiro, kuti adzikinure vari pasi pomurayiro, kuti tipiwe umwana hwedu.