Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Muparidzi 6:1-2

Muparidzi 6:1-2 SCLB

Panechimwe chinhu chakaipa chandakaona pasi pedenga chinoremera vanhu kwazvo. Munhu anopiwa naMwari upfumi nepfuma noukuru zvokuti haana chaanenge achida chaanoshaya asi Mwari orega kumupa simba rokuti afadzwe nazvo asi mutorwa ndiye wofadzwa zvake nazvo. Izvi hazvinzwisisiki uye chinhu chinorwadza.

Verenga chikamu Muparidzi 6