Kune chinhu chakaipa chandakaona pasi pezuva, chinoremedza vanhu. Munhu anopiwa naMwari pfuma nezvakawanda nokukudzwa, saizvozvo kuti mweya wake hautongoshaiwi chinhu chaanoda; asi Mwari haamupi simba rokudya izvozvo; asi mutorwa anozvidya; ichi hachina maturo, ihosha yakaipa.
Verenga chikamu Muparidzi 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Muparidzi 6:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo