Hausi kuzondotora nyika yavo uchiita yako pamusana pokururama kwako kana kunaka kwemwoyo wako. Asi Tenzi Mwari wako ari kudzingamo ndudzi idzodzo pamusana pohuipi hwadzo nokuchengeta shoko raakatsidzira madzitateguru ako vana Abhurahamu naIsaki naJakobho.
Verenga chikamu Kutsinhira Mutemo 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Kutsinhira Mutemo 9:5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo