Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Kutsinhira Mutemo 13:1-3

Kutsinhira Mutemo 13:1-3 SCLB

“Ngatitii pakati penyu pomuka muporofita kana muroti wehope, anofanokuudzai nechiratidzo nenenji, achifembera zvichazoitika, zvichizoitika, asi achizoti ngatinamate vamwe vamwari vausingambozivi, tivashandire. Rega kuteerera zvinotaurwa nomuporofita iyeyo kana muroti wehope iyeyo nokuti Tenzi Mwari wako anenge achitokuedza zvake achida kuona kuti unoda Tenzi Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose here.