Ipapo pana Tenzi Mwari wenyu ndipo pamuchadyira, muchifara, imi nemhuri dzenyu pane zvose zvamunoita nesimba ramaoko enyu nokuti Tenzi Mwari wenyu akakukomborerai.
Verenga chikamu Kutsinhira Mutemo 12
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Kutsinhira Mutemo 12:7
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo