Mosesi akaenderera mberi achiti, “Panguva iyoyo ndakakutaurirai kuti, ‘Ini handichakwanisi kukutongai ndiri ndoga. Tenzi Mwari wenyu akakuitai kuti muwande. Zvino tarisai muone pari nhasi mawanda senyenyedzi dzedenga. Tenzi Mwari wamadzibaba enyu ngaakuwanzei kazana kakazanirana. Ngaakukomborerei sokukutsidzirai kwaakaita.
Verenga chikamu Kutsinhira Mutemo 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Kutsinhira Mutemo 1:9-11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo