“Nguva iyo ndakataura nemi, ndikati, ‘Handigoni kukutakurai ndiri ndoga; Jehovha Mwari wenyu wakakuwanzai; tarirai, nhasi mava senyeredzi dzokudenga pakuwanda kwenyu. Jehovha Mwari wamadzibaba enyu ngaakuwedzerei rune chiuru chamazana pamakasvika zvino, amuropafadze sezvaakakupikirai.
Verenga chikamu Dhuteronomi 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Dhuteronomi 1:9-11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo