Handisi kuti vamwe varerukirwe imi muchiremerwa asi kuti pave nokuenzana, panguva ino zvamuine zvakawanda movabatsirawo pavasina chokubata kudai, kuti ivo kana vava nezvakawanda imi musina pokubata vagokubatsiraiwo kuti pave nokuenzana.
Verenga chikamu 2 Vakorinde 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 Vakorinde 8:13-14
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo