Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Vakorinde 5:16-17

2 Vakorinde 5:16-17 SCLB

Saizvozvo kubvira zvino hatichaona munhu sokuonekwa kwaanoitwa navanhu; kunyange zvazvo takamboona Kristu sokuonekwa kwaanoitwa navanhu, hatichamuona saizvozvo. Saizvozvo kana munhu ari muna Kristu ava chisikwa chitsva. Zvakare zvakapera, zvitsva zvakauya.